Yvonne Chaka Chaka

Kana Uchema


Imprimir canciónEnviar corrección de la canciónEnviar canción nuevafacebooktwitterwhatsapp

Iwe neni
Ngatigovanei Nyika
Ndochido changu
Kukuona Uchinyemwerera
Ganda rako rakasvibirira
Bvudzi rako rakafanana nerangu
Ukama hunotibatanidza
Ndehwemakore akawanda

Kana uchema
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa
Kana uchema
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa

Mai ne mwana
Varere vakafa musango
Apo mwumwe murume aripadambudziko
Muzita rehondo

Mai ne mwana
Varere vakafa musango
Apo mwumwe murume aripadambudziko
Muzita rehondo

Kana uchema
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa
Kana uchema
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa

Mai ne mwana
Varere vakafa musango
Apo mwumwe murume aripadambudziko
Muzita rehondo

Ganda rako rakasvibirira
Bvudzi rako rakafanana nerangu
Ukama hunotibatanidza
Ndehwemakore akawanda

Kana uchema
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa

Kana uchema
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa

Kana uchema (Kana uchema)
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa

Kana uchema (Taridza rudo rushoma)
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa

Kana uchema (Kana uchema)
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa (Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa)
When You cry , When you cry (Kana uchema)
Don't cry brother don't you cry sister
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa
Taridza rudo rushoma

Kana uchema (Kana uchema)
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa
Kana uchema (Kana uchema)
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa
When You cry , When you cry, When You cry (Kana uchena)
Don't you cry brother ,don't you cry sister
I feel it, I feel it here

Kana uchema (Kana uchema)
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa (Taridza rudo rushoma)
Kana uchema (Kana uchema)
Ndinonzwa moyo wangu kurwadziwa (Taridza rudo rushoma)


Autor(es): NGOMUSA SIBIYA, YVONNE CHAKA-CHAKA