Kunze Kwadoka


Imprimir canciónEnviar corrección de la canciónEnviar canción nuevafacebooktwitterwhatsapp

Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi
Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi

Perekedza mwana aha
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza sheri iyo
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi
Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi

Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza baby iro
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Mai vanoti mwana wangu wanga uripi ko
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Mai vanoti mwana wangu wanga unani ko
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza mwana uyu
Zuva ravira (kundze kwadoka)