Ndagarwa Nhaka


Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka mningina
Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena)

Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka mningina
Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena)

Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka mningina
Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena)

Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka mningina
Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena)

Ndawana weku wechemera mambo
Ndawana anondichengeta vho
Ndawana wekuturira mabo
Nekuembera

Ndawana weku wechemera mambo
Ndawana anondichengeta ini
Ndawana wekuturira mabo
Nekuembera

Ndawa weku wechemera mambo
Ndawana anondichengeta vho
Ndawana wekuturira mabo
Nekuembera

Ndawana weku wechemera mambo
Ndawana anondichengeta ini
Ndawana wekuturira mabo
Nekuembera

Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka mningina
Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena)

Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka mningina
Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena)

Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka mningina
Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena)

Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka mningina
Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena)

Ndawana weku wechemera mambo
Ndawana anondichengeta ini
Ndawana wekuturira mabo
Nekuembera

Ndawana weku wechemera mambo
Ndawana anondichengeta vho
Ndawana wekuturira mabo
Nekuembera

Ndawana weku wechemera mambo
Ndawana anondichengeta ini
Ndawana wekuturira mabo
Nekuembera

Ndawana weku wechemera mambo
Ndawana anondichengeta vho
Ndawana wekuturira mabo
Nekuembera

Ndawana weku wechemera
Ndawana anondichengeta
Ndawana wekuturira
Nekuembera