Rirongere


Gare ha gare arikare
Nhasi aharambe arinhasi
Ramankwana aripirinkirwe

Gare ha gare arikare
Nhasi aharambe arinhasi
Ramankwana aripirinkirwe

Ramangwana arirongerwe
Ramangwana arirongerwe

Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe
Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe
Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe

Ndokusaka chisingapere
Chisangapere chinoshura
Ndokusaka chisingapere
Ramangwana arirongerwe
Ndokusaka chisingapere
Chisangapere chinoshura
Ramangwana arirongerwe

Gare ha gare arikare
Nhasi aharambe arinhasi
Ramankwana aripirinkirwe

Ramangwana arirongerwe
Ramangwana arirongerwe

Gare ha gare arikare
Nhasi aharambe arinhasi
Ramankwana aripirinkirwe

Ramangwana arirongerwe
Ramangwana arirongerwe

Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe
Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe
Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe

Ndokusaka chisingapere
Chisangapere chinoshura
Ndokusaka chisingapere
Ramangwana arirongerwe
Ndokusaka chisingapere
Chisangapere chinoshura
Ramangwana arirongerwe

Richinyura ramangwana rinezwaro
Harinonyura ramangwana rinezwaro
Kungonyura ramangwana rinezwaro

Kuseri kwemadokero
Hapana aneruzivho
Kuseri kwemadokero
Hakuna huchenjeri
Kuseri kwemadokero
Hapana anoziva baba we kani

Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe
Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe
Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe

Ndokusaka chisingapere
Chisangapere chinoshura
Ndokusaka chisingapere
Ramangwana arirongerwe
Ndokusaka chisingapere
Chisangapere chinoshura
Ramangwana arirongerwe

Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe
Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe
Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe

Ndokusaka chisingapere
Chisangapere chinoshura
Ndokusaka chisingapere
Ramangwana arirongerwe
Ndokusaka chisingapere
Chisangapere chinoshura
Ramangwana arirongerwe

Richinyura ramangwana rinezwaro
Harinonyura ramangwana rinezwaro
Kungonyura ramangwana rinezwaro

Kuseri kwemadokero
Hapana aneruzivho
Kuseri kwemadokero
Hakuna huchenjeri
Kuseri kwemadokero
Hapana anoziva baba we kani

Ramangwana arirongerwe

Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe
Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe
Chiro nechiro chinenguva yacho
Ramangwana arirongerwe

Ndokusaka chisingapere
Chisangapere chinoshura
Ndokusaka chisingapere
Ramangwana arirongerwe
Ndokusaka chisingapere
Chisangapere chinoshura
Ramangwana arirongerwe


Autor(es): OLIVER MTUKUDZI