Chengetai

Print songSend correction to the songSend new songfacebooktwitterwhatsapp

Chengetai mai na baba
Chengetai mai na baba avai ka

Chengetai mai na baba (chengetai mai na baba)
Chengetai mai na baba avai ka (chengetai mai na baba)

Vaka tsanga magwirikiti ukararama iwe (chengetai mai na baba)
Ndoku tsanga magwirikiti ukararama wani (chengetai mai na baba)

Chengetai mai na baba wo (chengetai mai na baba)
Chengetai mai na baba avai ka (chengetai mai na baba)
Vaka tsanga magwirikiti ukararama (chengetai mai na baba)

Chinoda mwari kuvanavo

Vakaku bvumamira muhondo
Ndokuku bvumamira pahondo